[00:03.32] Walla, order in the dance hall [00:06.52] Stop it! (Soja, soja) [00:08.09] Yo Sheutang, Tynash, Kapfidza let's do it [00:10.09] Muleki anati tianela kusangalala chape osati tisimenyane [00:15.00] Chiiko ipapa chamunoroverana ipapa [00:19.33] Hamuna kunetsana [00:21.16] Tikazvitsvaga hapana [00:23.76] Chinjai mupaka [00:25.29] Haisi nguva yekurwisana [00:27.82] Titambe tikki takka [00:29.38] Purezha topasirana seBarca [00:32.08] Saka ngaibake nguva yekufara yacho ndiyoyi [00:40.36] Saka ngaibake iwe DJ pulla ngoma itangezve [00:48.53] Saka ngaibake (awe) [00:54.03] Nguva yekufara yacho ndiyoyi (awe) [00:57.74] Saka ngaibake (awe) [01:02.27] Iwe Dj pulla ngoma itangezve (vanzwe) [01:06.86] Man'ono aripo magyalis gozha [01:08.99] Ndatora mapic paInsta ndaposta (mambo) [01:11.78] Guwa rasvika kuJoza [01:13.53] Akupisa paZimbabwe ndiDoctor [01:15.56] Namhlanje ziyawa neXhosa [01:17.91] Fara nguva ino ndiko kwakakosha [01:20.38] KunaZino naTich ndafona [01:22.18] Batai Tonde naWatta mukoma [01:24.51] Douglas sly paKappa [01:26.87] Bata Godogo paLondon [01:28.30] Ndina papa Alick Macheso [01:30.65] HK, now we bad [01:32.54] Saka ngaibake (awe) [01:37.25] Nguva yekufara yacho ndiyoyi (awe) [01:41.17] Saka ngaibake (awe) [01:45.57] Iwe Dj pulla ngoma itangezve (vanzwe) [01:49.84] Kufara kwete kupindana hard [01:51.97] Mmm Mmm zvinodisturber part [01:53.97] Man'ono magood ngavauye kufront especially vanobvumwa nevhat [01:58.68] Hona smart inorohwa nemaCousins [02:00.43] Vamwe three stripes vamwe muVans [02:02.83] White usamire kukuchidzira moto (moto) [02:05.48] Ramba uchibvirisa dance [02:07.76] Chiiko ipapa chamunoroverana ipapa [02:11.82] Hamuna kunetsana tikazvitsvaka hapana [02:16.57] Chinjai mupaka haisi nguva yekurwisana [02:20.52] Titambe tikki takka pleasure topasirana seBarca [02:24.37] Saka ngaibake (awe) [02:28.80] Nguva yekufara yacho ndiyoyi (awe) [02:32.97] Saka ngaibake (awe) [02:37.23] Iwe Dj pulla ngoma itangezve (vanzwe) [02:42.16] Ma"cono" aripo magyalis gozha [02:44.16] Ndatora mapic paInsta ndaposta (mambo) [02:47.21] Guwa rasvika kuJoza [02:48.89] Akupisa paZimbabwe ndiDoctor [02:51.13] Namhlanje ziyawa neXhosa [02:52.82] Fara nguva ino ndiko kwakakosha [02:55.27] KunaZino naTich ndafona [02:57.22] Batai Tonde naWatta mukoma [02:59.33] Douglas sly paKappa [03:01.84] Bata Godogo paLondon [03:03.93] Ndina papa Alick Macheso [03:05.69] NaSilent Killer paJoza [03:07.69] Saka ngaibake (awe) [03:12.59] Nguva yekufara yacho ndiyoyi (awe) [03:16.26] Saka ngaibake (awe) [03:20.96] Iwe DJ pulla ngoma itangezvee (vanzwe) [03:25.23] Kufara kwete kupindana hard [03:27.24] Mmm mmm zvinodisturber party [03:29.74] Mangono magood ngavauye kufront especially vanobvumwa neVAT [03:33.62] Hona smart inorohwa nemakasi [03:35.97] Vamwe mu three stripes vamwe muVans [03:37.88] White usamire kukuchidzira moto (moto) [03:40.30] Ramba uchibvirisa dance [03:42.14] Saka ngaibake (awe) [03:46.00] Nguva yekufara yacho ndiyoyi (awe) [03:50.77] Saka ngaibake (awe) [03:55.16] Iwe DJ pulla ngoma itangezvee (vanzwe) [04:02.97] Aweee [04:07.17] Aweee [04:08.93] Ngaibake [04:13.00] Nguvaye yekufara yacho ndiyoyi [04:17.03] Saka ngaibake [04:20.90] Iwe DJ pulla ngoma itangezvee [04:24.33] (Soja, soja) [04:26.83]