[00:03.54] oskiiiid [00:16.50] babe akandidisappointaa [00:18.39] ndaisaziva kuti ndizvo zvaachazoitaaaa heeee ee iiii uumn [00:18.84] maswera seyi mhofu! [00:21.29] usandibate kuface wodakundipa zvawabva kupa mumwe muface [00:23.83] haasi mukomana wangu ibest friend! [00:24.98] mira kuexplainer taapanerimwe page [00:25.71] ukatowedzera kunyepa zvingaite worse [00:26.66] pangamunaye muri2 mangamuchiitey [00:27.65] ndaigara ndichingozvibvunza inyaya dzeyi [00:30.16] dzinokugarisa pawhatsapp everyday... [00:37.22] Babe handikurove handikutukee!!! [00:45.35] ndikakuona uinemumwe mukomanaaa! [00:49.83] ende handikubvunze!!! handigumbuke [00:51.42] asi ziva kuti zvangu newe zvazvaranaaa! [00:53.24] mutemo wedu watakazvipa pachigallis!! [00:54.20] handichinjwe nebabe kunge hairstyle [01:00.20] ndakazvitsvaga ndikazviwana asi handisi police!! [01:00.71]