[00:00.38] Koo nhai tsano, zvaunongonyemwerera wakabata runhare kwakanaka here? [00:03.24] Shamwari ndikufonera gero rangu (gero? Rimborikupiko?) [00:05.54] Riri kumusha uko shamwari izvezvi ririkutsvaga network mugomo inonetsa ka [00:08.29] Inonetsa zvisingaite (hoo) inzwa, eh, eh, yaa yaita, yaita, yaita [00:11.59] Hello, (hello) ndini (mudiwa wangu zvirisei?) [00:16.05] Ndanga ndichifunga kuti ndichakuona zvarinhi? (Ahh) [00:21.14] Hello, (hello) urikuzvigona sei? (Hi, ndeipi, zvirisei?) [00:25.51] Tsamba yandakakutumira wakaiverenga here, irisei? (Ahh) [00:30.83] Hello, baby, hold on (hello) [00:34.56] Ndikawana mari ndinouya neChitatu saka ndimirire pachiteshi (ahh) [00:40.55] Hello, mari yapera mu-phone [00:44.55] Saka chiteerera mashoko andakuimba pa-verse (ahh) [00:49.20] Baby ndakatenga fon inotora mufananidzo yakanditarisa, hanzi inonzi Selfie [00:54.26] Usauye nehembe dzakaunyana, kumbira iron, unopihwa nasekuru Elvis [00:58.90] Ndaka-sign kuDanger Zone, ndakawana basa, vakunditi ndini HKD Boss [01:03.79] Asi basa randaka-signer rine vavengi vakawanda, ndichariita by force [01:08.36] Nyarara baby usacheme [01:10.38] Kana ini ndiripo unonetswa nei? [01:12.67] Vanotaura makuhwa usavateerere [01:15.33] Rarira bhero rerudo, ngende-ngende [01:18.82] Hello (hello) ndini (mudiwa wangu zvirisei?) [01:23.27] Ndanga ndichifunga kuti ndichakuona zvarinhi? (Ahh) [01:28.26] Hello (hello) urikuzvigona sei? (Hi, ndeipi, zvirisei?) [01:32.54] Tsamba yandakakutumira wakaiverenga here, irisei? (ahh) [01:38.06] Hello, baby, hold on (hello) [01:41.71] Ndikawana mari ndinouya nechitatu saka ndimirire pachiteshi (ahh) [01:47.66] Hello, mari yapera mu-phone [01:51.48] Saka chiteerera mashoko andakuimba pa-verse (ahh) [01:56.76] Fanondibikirawo sadza remhunga [01:59.85] Baby wangu ndakusuwa, ah ndirikukufunga, baby wangu ndakusuwa [02:06.03] Rega ndivare mazuva acho awanda [02:08.54] Mari yrekuti uiswe perm ndakatsvaga [02:10.80] Ndoda kuzotenga muchovha kana ndashanda [02:13.28] Rega ndiuye kumba ndikuudze zvakawanda [02:15.54] Nyarara baby usacheme [02:17.79] Kana ini ndiripo unonetswa nei? [02:19.73] Vanotaura makuhwa usavateerere [02:22.48] Rarira bhero rerudo, ngende-ngende [02:25.81] Hello, (hello) ndini (mudiwa wangu zvirisei?) [02:30.26] Ndanga ndichifunga kuti ndichakuona zvarinhi? (Ahh) [02:35.75] Hello (hello) urikuzvigona sei? (Hi, ndeipi, zvirisei?) [02:39.86] Tsamba yandakakutumira wakaiverenga here, irisei? (Ahh) [02:45.22] Hello, baby, hold on (hello) [02:48.85] Ndikawana mari ndinouya nechitatu saka ndimirire pachiteshi (ahh) [02:54.93] Hello, mari yapera mu-phone [02:58.82] Saka chiteerera mashoko andakuimba pa-verse (ahh) [03:04.44] Hello [03:08.70] Ndini (ahh) [03:14.00] Hello [03:22.01] (Ahh) [03:24.82]