[00:00.97] Slyie naOskid hkd top striker [00:09.25] Nhamo yakandionesa neshungu life yaisavava good hupenyu hwakana punchline taingouverenga mubook [00:19.30] Oskid gore ratichaita mari nhamo tichaibelievisa yakakura iri teacher mulife mangu ndichiiti 'sir' ehe yakandidzidzisa [00:28.53] Ehe maghetto youths takakurira munhamo asi tichaibelievisa hobho zvinhu zvandakadzidza nekuda kwekushaya [00:36.25] Ehe yakatidzidzisa [00:37.97] Kunge examination nhamo yandipinza muclass [00:40.09] Ehe yakandipinza chando ndikapfeka jazi [00:42.68] Zvakadhakwa tikukanga wire azvibude nhamo yakati gadzirisa masasi [00:46.90] Nhamo ndikaibuda saa Calister Chapasuwa ndoipa bomber jacket ndoiti gara pazuva ndoitsikirira dhaza ndoita make sure [00:53.89] Kana kuipa zvibhakera kunge Martin Nzuwa [00:56.26] Nguva yangu zvinji yakazova yekusuwa yakanditadzisa kuti ndive zvandaida kuva [01:00.64] Vanhu vaindisheedza vainditumidza kamwe kazita kechirungu vachiti mr very poor [01:05.39] Oskid gore ratichaita mari nhamo tichaibelievisa yakaura iri teacher mulife mangu ndichiti sir [01:13.90] Ehe yakandidzidzisa [01:14.93] Ehe maghetto youths takakurira munhamo asi tichaibelievisa hobho zvinhu zvandakadzidza nekuda kwekushaya [01:22.30] Ehe yakatidzidzisa [01:24.26] Saa nhamoinesu yakati coster saka terera song ino ndichi toaster [01:27.89] Asi andina kubvira ndatarisa kumashure nenhamo yangu ndaingozviboaster [01:32.57] Zvino ndave pedyo neku escaper kuiona futi andichatomboda sachiremba zvino ndave nemapaper [01:39.49] Nhamo ndoda kuirapa senhova [01:41.64] Nhamo yakandionesa neshungu life yaisava good upenyu hwakanaka punchline taingouverenga mubook [01:51.60] Oskid gore ratichaita mari nhamo tichaibelievisa yakakura iri teacher mulife mangu ndichiiti sir [01:59.21] Ehe yakandidzidzisa [02:02.79] Ehe maghetto youths takakurira munhamo asi tichaibelievisa hobho zvinhu zvandakadzidza nekuda kwekushaya [02:08.42] Ehe yakandidzidzisa [02:10.32] Kunge examination nhamo yandipinza muclass ehe yakandipinza chando ndikapfeka jazi [02:14.40] Zvakadhakwa tikukanga wire hazvibude nhamo yakatigadzirisa masasi [02:18.94] Nhamo ndikaibuda saCalister Chapasuwa ndoipa bomber jacket ndoti gara pazuva [02:23.85] Ndoitsikirira dhaza ndoita make sure kana kuipa zvibhakera kunge Martin Nzuwa [02:28.20] Nguva yangu zhinji yakazova yekusuwa yakanfitadzisa kuti ndive zvandaida kuva [02:32.93] Vanhu vaindishedza vainditumidza kamwe kazita kechirungu kekuti mr very poor [02:37.92] Oskid gore ratichaita mari nhamo tichaibelievisa yakakura iri teacher mulife mangu ndichiiti sir [02:45.55] Ehe yakandidzidzisa [02:47.32] Ehe maghetto youths takakurira munhamo asi tichaibelievisa [02:51.66] Hobho zvinhu zvandakadzidza nekuda kwekushaya [02:54.70] Ehe yakandidzidzisa [02:56.69] Oskid gore ratichaita mari nhamo tichaibelievisa yakakura iri teacher mulife mangu ndichiiti sir [03:03.75] Ehe yakandidzidzisa [03:05.58] Ehe maghetto youths takakurira munhamo asi tichaibelievisa [03:09.89] Hobho zvinhu zvandakadzidza nekuda kwekushaya [03:13.15] Ehe yakandidzidzisa [03:15.24] Oskid gore ratichaita mari [03:18.24] yakakura iri teacher mulife mangu ndichiiti sir [03:22.54] Ehe maghetto youths takakurira munhamo asi tichaibelievisa [03:28.84] Hobho zvinhu zvandakadzidza nekuda kwekushaya [03:31.98] Ehe yakandidzidzisa [03:37.54]