Ngaibake

歌曲 Ngaibake
歌手 Freeman
歌手 Alick Macheso
专辑 Gango

歌词

[00:03.32] Walla, order in the dance hall
[00:06.52] Stop it! (Soja, soja)
[00:08.09] Yo Sheutang, Tynash, Kapfidza let's do it
[00:10.09] Muleki anati tianela kusangalala chape osati tisimenyane
[00:15.00] Chiiko ipapa chamunoroverana ipapa
[00:19.33] Hamuna kunetsana
[00:21.16] Tikazvitsvaga hapana
[00:23.76] Chinjai mupaka
[00:25.29] Haisi nguva yekurwisana
[00:27.82] Titambe tikki takka
[00:29.38] Purezha topasirana seBarca
[00:32.08] Saka ngaibake nguva yekufara yacho ndiyoyi
[00:40.36] Saka ngaibake iwe DJ pulla ngoma itangezve
[00:48.53] Saka ngaibake (awe)
[00:54.03] Nguva yekufara yacho ndiyoyi (awe)
[00:57.74] Saka ngaibake (awe)
[01:02.27] Iwe Dj pulla ngoma itangezve (vanzwe)
[01:06.86] Man'ono aripo magyalis gozha
[01:08.99] Ndatora mapic paInsta ndaposta (mambo)
[01:11.78] Guwa rasvika kuJoza
[01:13.53] Akupisa paZimbabwe ndiDoctor
[01:15.56] Namhlanje ziyawa neXhosa
[01:17.91] Fara nguva ino ndiko kwakakosha
[01:20.38] KunaZino naTich ndafona
[01:22.18] Batai Tonde naWatta mukoma
[01:24.51] Douglas sly paKappa
[01:26.87] Bata Godogo paLondon
[01:28.30] Ndina papa Alick Macheso
[01:30.65] HK, now we bad
[01:32.54] Saka ngaibake (awe)
[01:37.25] Nguva yekufara yacho ndiyoyi (awe)
[01:41.17] Saka ngaibake (awe)
[01:45.57] Iwe Dj pulla ngoma itangezve (vanzwe)
[01:49.84] Kufara kwete kupindana hard
[01:51.97] Mmm Mmm zvinodisturber part
[01:53.97] Man'ono magood ngavauye kufront especially vanobvumwa nevhat
[01:58.68] Hona smart inorohwa nemaCousins
[02:00.43] Vamwe three stripes vamwe muVans
[02:02.83] White usamire kukuchidzira moto (moto)
[02:05.48] Ramba uchibvirisa dance
[02:07.76] Chiiko ipapa chamunoroverana ipapa
[02:11.82] Hamuna kunetsana tikazvitsvaka hapana
[02:16.57] Chinjai mupaka haisi nguva yekurwisana
[02:20.52] Titambe tikki takka pleasure topasirana seBarca
[02:24.37] Saka ngaibake (awe)
[02:28.80] Nguva yekufara yacho ndiyoyi (awe)
[02:32.97] Saka ngaibake (awe)
[02:37.23] Iwe Dj pulla ngoma itangezve (vanzwe)
[02:42.16] Ma"cono" aripo magyalis gozha
[02:44.16] Ndatora mapic paInsta ndaposta (mambo)
[02:47.21] Guwa rasvika kuJoza
[02:48.89] Akupisa paZimbabwe ndiDoctor
[02:51.13] Namhlanje ziyawa neXhosa
[02:52.82] Fara nguva ino ndiko kwakakosha
[02:55.27] KunaZino naTich ndafona
[02:57.22] Batai Tonde naWatta mukoma
[02:59.33] Douglas sly paKappa
[03:01.84] Bata Godogo paLondon
[03:03.93] Ndina papa Alick Macheso
[03:05.69] NaSilent Killer paJoza
[03:07.69] Saka ngaibake (awe)
[03:12.59] Nguva yekufara yacho ndiyoyi (awe)
[03:16.26] Saka ngaibake (awe)
[03:20.96] Iwe DJ pulla ngoma itangezvee (vanzwe)
[03:25.23] Kufara kwete kupindana hard
[03:27.24] Mmm mmm zvinodisturber party
[03:29.74] Mangono magood ngavauye kufront especially vanobvumwa neVAT
[03:33.62] Hona smart inorohwa nemakasi
[03:35.97] Vamwe mu three stripes vamwe muVans
[03:37.88] White usamire kukuchidzira moto (moto)
[03:40.30] Ramba uchibvirisa dance
[03:42.14] Saka ngaibake (awe)
[03:46.00] Nguva yekufara yacho ndiyoyi (awe)
[03:50.77] Saka ngaibake (awe)
[03:55.16] Iwe DJ pulla ngoma itangezvee (vanzwe)
[04:02.97] Aweee
[04:07.17] Aweee
[04:08.93] Ngaibake
[04:13.00] Nguvaye yekufara yacho ndiyoyi
[04:17.03] Saka ngaibake
[04:20.90] Iwe DJ pulla ngoma itangezvee
[04:24.33] (Soja, soja)
[04:26.83]