| [00:00.38] |
Koo nhai tsano, zvaunongonyemwerera wakabata runhare kwakanaka here? |
| [00:03.24] |
Shamwari ndikufonera gero rangu (gero? Rimborikupiko?) |
| [00:05.54] |
Riri kumusha uko shamwari izvezvi ririkutsvaga network mugomo inonetsa ka |
| [00:08.29] |
Inonetsa zvisingaite (hoo) inzwa, eh, eh, yaa yaita, yaita, yaita |
| [00:11.59] |
Hello, (hello) ndini (mudiwa wangu zvirisei?) |
| [00:16.05] |
Ndanga ndichifunga kuti ndichakuona zvarinhi? (Ahh) |
| [00:21.14] |
Hello, (hello) urikuzvigona sei? (Hi, ndeipi, zvirisei?) |
| [00:25.51] |
Tsamba yandakakutumira wakaiverenga here, irisei? (Ahh) |
| [00:30.83] |
Hello, baby, hold on (hello) |
| [00:34.56] |
Ndikawana mari ndinouya neChitatu saka ndimirire pachiteshi (ahh) |
| [00:40.55] |
Hello, mari yapera mu-phone |
| [00:44.55] |
Saka chiteerera mashoko andakuimba pa-verse (ahh) |
| [00:49.20] |
Baby ndakatenga fon inotora mufananidzo yakanditarisa, hanzi inonzi Selfie |
| [00:54.26] |
Usauye nehembe dzakaunyana, kumbira iron, unopihwa nasekuru Elvis |
| [00:58.90] |
Ndaka-sign kuDanger Zone, ndakawana basa, vakunditi ndini HKD Boss |
| [01:03.79] |
Asi basa randaka-signer rine vavengi vakawanda, ndichariita by force |
| [01:08.36] |
Nyarara baby usacheme |
| [01:10.38] |
Kana ini ndiripo unonetswa nei? |
| [01:12.67] |
Vanotaura makuhwa usavateerere |
| [01:15.33] |
Rarira bhero rerudo, ngende-ngende |
| [01:18.82] |
Hello (hello) ndini (mudiwa wangu zvirisei?) |
| [01:23.27] |
Ndanga ndichifunga kuti ndichakuona zvarinhi? (Ahh) |
| [01:28.26] |
Hello (hello) urikuzvigona sei? (Hi, ndeipi, zvirisei?) |
| [01:32.54] |
Tsamba yandakakutumira wakaiverenga here, irisei? (ahh) |
| [01:38.06] |
Hello, baby, hold on (hello) |
| [01:41.71] |
Ndikawana mari ndinouya nechitatu saka ndimirire pachiteshi (ahh) |
| [01:47.66] |
Hello, mari yapera mu-phone |
| [01:51.48] |
Saka chiteerera mashoko andakuimba pa-verse (ahh) |
| [01:56.76] |
Fanondibikirawo sadza remhunga |
| [01:59.85] |
Baby wangu ndakusuwa, ah ndirikukufunga, baby wangu ndakusuwa |
| [02:06.03] |
Rega ndivare mazuva acho awanda |
| [02:08.54] |
Mari yrekuti uiswe perm ndakatsvaga |
| [02:10.80] |
Ndoda kuzotenga muchovha kana ndashanda |
| [02:13.28] |
Rega ndiuye kumba ndikuudze zvakawanda |
| [02:15.54] |
Nyarara baby usacheme |
| [02:17.79] |
Kana ini ndiripo unonetswa nei? |
| [02:19.73] |
Vanotaura makuhwa usavateerere |
| [02:22.48] |
Rarira bhero rerudo, ngende-ngende |
| [02:25.81] |
Hello, (hello) ndini (mudiwa wangu zvirisei?) |
| [02:30.26] |
Ndanga ndichifunga kuti ndichakuona zvarinhi? (Ahh) |
| [02:35.75] |
Hello (hello) urikuzvigona sei? (Hi, ndeipi, zvirisei?) |
| [02:39.86] |
Tsamba yandakakutumira wakaiverenga here, irisei? (Ahh) |
| [02:45.22] |
Hello, baby, hold on (hello) |
| [02:48.85] |
Ndikawana mari ndinouya nechitatu saka ndimirire pachiteshi (ahh) |
| [02:54.93] |
Hello, mari yapera mu-phone |
| [02:58.82] |
Saka chiteerera mashoko andakuimba pa-verse (ahh) |
| [03:04.44] |
Hello |
| [03:08.70] |
Ndini (ahh) |
| [03:14.00] |
Hello |
| [03:22.01] |
(Ahh) |
| [03:24.82] |
|