| [00:03.54] |
oskiiiid |
| [00:16.50] |
babe akandidisappointaa |
| [00:18.39] |
ndaisaziva kuti ndizvo zvaachazoitaaaa heeee ee iiii uumn |
| [00:18.84] |
maswera seyi mhofu! |
| [00:21.29] |
usandibate kuface wodakundipa zvawabva kupa mumwe muface |
| [00:23.83] |
haasi mukomana wangu ibest friend! |
| [00:24.98] |
mira kuexplainer taapanerimwe page |
| [00:25.71] |
ukatowedzera kunyepa zvingaite worse |
| [00:26.66] |
pangamunaye muri2 mangamuchiitey |
| [00:27.65] |
ndaigara ndichingozvibvunza inyaya dzeyi |
| [00:30.16] |
dzinokugarisa pawhatsapp everyday... |
| [00:37.22] |
Babe handikurove handikutukee!!! |
| [00:45.35] |
ndikakuona uinemumwe mukomanaaa! |
| [00:49.83] |
ende handikubvunze!!! handigumbuke |
| [00:51.42] |
asi ziva kuti zvangu newe zvazvaranaaa! |
| [00:53.24] |
mutemo wedu watakazvipa pachigallis!! |
| [00:54.20] |
handichinjwe nebabe kunge hairstyle |
| [01:00.20] |
ndakazvitsvaga ndikazviwana asi handisi police!! |
| [01:00.71] |
|