| [00:00.97] |
Slyie naOskid hkd top striker |
| [00:09.25] |
Nhamo yakandionesa neshungu life yaisavava good hupenyu hwakana punchline taingouverenga mubook |
| [00:19.30] |
Oskid gore ratichaita mari nhamo tichaibelievisa yakakura iri teacher mulife mangu ndichiiti 'sir' ehe yakandidzidzisa |
| [00:28.53] |
Ehe maghetto youths takakurira munhamo asi tichaibelievisa hobho zvinhu zvandakadzidza nekuda kwekushaya |
| [00:36.25] |
Ehe yakatidzidzisa |
| [00:37.97] |
Kunge examination nhamo yandipinza muclass |
| [00:40.09] |
Ehe yakandipinza chando ndikapfeka jazi |
| [00:42.68] |
Zvakadhakwa tikukanga wire azvibude nhamo yakati gadzirisa masasi |
| [00:46.90] |
Nhamo ndikaibuda saa Calister Chapasuwa ndoipa bomber jacket ndoiti gara pazuva ndoitsikirira dhaza ndoita make sure |
| [00:53.89] |
Kana kuipa zvibhakera kunge Martin Nzuwa |
| [00:56.26] |
Nguva yangu zvinji yakazova yekusuwa yakanditadzisa kuti ndive zvandaida kuva |
| [01:00.64] |
Vanhu vaindisheedza vainditumidza kamwe kazita kechirungu vachiti mr very poor |
| [01:05.39] |
Oskid gore ratichaita mari nhamo tichaibelievisa yakaura iri teacher mulife mangu ndichiti sir |
| [01:13.90] |
Ehe yakandidzidzisa |
| [01:14.93] |
Ehe maghetto youths takakurira munhamo asi tichaibelievisa hobho zvinhu zvandakadzidza nekuda kwekushaya |
| [01:22.30] |
Ehe yakatidzidzisa |
| [01:24.26] |
Saa nhamoinesu yakati coster saka terera song ino ndichi toaster |
| [01:27.89] |
Asi andina kubvira ndatarisa kumashure nenhamo yangu ndaingozviboaster |
| [01:32.57] |
Zvino ndave pedyo neku escaper kuiona futi andichatomboda sachiremba zvino ndave nemapaper |
| [01:39.49] |
Nhamo ndoda kuirapa senhova |
| [01:41.64] |
Nhamo yakandionesa neshungu life yaisava good upenyu hwakanaka punchline taingouverenga mubook |
| [01:51.60] |
Oskid gore ratichaita mari nhamo tichaibelievisa yakakura iri teacher mulife mangu ndichiiti sir |
| [01:59.21] |
Ehe yakandidzidzisa |
| [02:02.79] |
Ehe maghetto youths takakurira munhamo asi tichaibelievisa hobho zvinhu zvandakadzidza nekuda kwekushaya |
| [02:08.42] |
Ehe yakandidzidzisa |
| [02:10.32] |
Kunge examination nhamo yandipinza muclass ehe yakandipinza chando ndikapfeka jazi |
| [02:14.40] |
Zvakadhakwa tikukanga wire hazvibude nhamo yakatigadzirisa masasi |
| [02:18.94] |
Nhamo ndikaibuda saCalister Chapasuwa ndoipa bomber jacket ndoti gara pazuva |
| [02:23.85] |
Ndoitsikirira dhaza ndoita make sure kana kuipa zvibhakera kunge Martin Nzuwa |
| [02:28.20] |
Nguva yangu zhinji yakazova yekusuwa yakanfitadzisa kuti ndive zvandaida kuva |
| [02:32.93] |
Vanhu vaindishedza vainditumidza kamwe kazita kechirungu kekuti mr very poor |
| [02:37.92] |
Oskid gore ratichaita mari nhamo tichaibelievisa yakakura iri teacher mulife mangu ndichiiti sir |
| [02:45.55] |
Ehe yakandidzidzisa |
| [02:47.32] |
Ehe maghetto youths takakurira munhamo asi tichaibelievisa |
| [02:51.66] |
Hobho zvinhu zvandakadzidza nekuda kwekushaya |
| [02:54.70] |
Ehe yakandidzidzisa |
| [02:56.69] |
Oskid gore ratichaita mari nhamo tichaibelievisa yakakura iri teacher mulife mangu ndichiiti sir |
| [03:03.75] |
Ehe yakandidzidzisa |
| [03:05.58] |
Ehe maghetto youths takakurira munhamo asi tichaibelievisa |
| [03:09.89] |
Hobho zvinhu zvandakadzidza nekuda kwekushaya |
| [03:13.15] |
Ehe yakandidzidzisa |
| [03:15.24] |
Oskid gore ratichaita mari |
| [03:18.24] |
yakakura iri teacher mulife mangu ndichiiti sir |
| [03:22.54] |
Ehe maghetto youths takakurira munhamo asi tichaibelievisa |
| [03:28.84] |
Hobho zvinhu zvandakadzidza nekuda kwekushaya |
| [03:31.98] |
Ehe yakandidzidzisa |
| [03:37.54] |
|